Judges 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akavundusa Sisera neŋgoro dzake dzose, nehondo yake yose, neminondo inopinza pamberi paBaraki; Sisera akaɓuruka paŋgoro yake, akatiza namakumbo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakungofamba kwaBharaki, Jehovha akakunda nomunondo Sisera nengoro dzake dzose nehondo yake, uye Sisera akasiya ngoro yake akatiza netsoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita kuti Sisera nengoro dzake dzose dzehondo, nehondo yake dzose vati ware kutiza Bharaki ovarwisa namapakatwa. Sisera akajitika mungoro yake yehondo ndokuti gumbo ndibereke otiza netsoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akavhundusa Sisera nengoro dzake dzose, nehondo yake yose, neminondo inopinza pamberi paBharaki; Sisera akaburuka pangoro yake, akatiza namakumbo.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akavhundusa Sisera nengoro dzake dzose, nehondo yake yose, neminondo inopinza pamberi paBharaki; Sisera akaburuka pangoro yake, akatiza namakumbo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akavhundusa Sisera nengoro dzake dzose, nehondo yake yose, neminondo inopinza pamberi paBharaki; Sisera akaburuka pangoro yake, akatiza namakumbo.