Judges 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sisera wakatiza namakumbo kutente raJaeri, mukadzi waHeberi, muKeni, nokuti kwakaŋga kunorugare pakati paJabini, mambo weHazori, neimba yaHeberi muKeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro hazvo, Sisera akatiza netsoka akaenda kutende raJaeri, mukadzi waHebha muKeni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sisera akatizira netsoka kutendhe raJaeri mukadzi waHebheri wechiKeni nokuti Jabhini mambo weHazori ainzwanana nevemhuri yokwaHebheri muKeni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sisera wakatiza namakumbo kutende raJaeri, mukadzi waHebheri, muKeni, nokuti kwakanga kuno rugare pakati paJabhini, mambo weHazori, neimba yaHebheri muKeni.
Shona 2009?
Asi Sisera wakatiza namakumbo kutende raJaeri, mukadzi waHebheri, muKeni, nokuti kwakanga kuno rugare pakati paJabhini, mambo weHazori, neimba yaHebheri muKeni.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sisera wakatiza namakumbo kutende raJaeri, mukadzi waHebheri, muKeni, nokuti kwakanga kuno rugare pakati paJabhini, mambo weHazori, neimba yaHebheri muKeni.