Judges 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jaeri akaɓuɗa kundosoŋgana naSisera, akati kwaari: Tsaukai, ishe waŋgu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya. Ipapo akatsaukira kwaari mutente, akamufukidza nejira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jaeri akabuda kuti andosangana naSisera akati kwaari, “Uyai ishe wangu, pindai zvenyu mukati chaimo. Musatya.” Saka akapinda mutende rake, uye akaisa chifukidzo pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jaeri akabuda akachingura Sisera akamuti, “Changamire, uyai zvenyu muno, uyai zvenyu muno, musatye.” Akabva apinda mutendhe, ndokumufugidza negumbeze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jaeri akabuda kundosangana naSisera, akati kwaari, “Tsaukai, ishe wangu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya.” Ipapo akatsaukira kwaari mutende, akamufukidza nejira.
Shona 2009?
Jaeri akabuda kundosangana naSisera, akati kwaari, "Tsaukai, ishe wangu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya." Ipapo akatsaukira kwaari mutende, akamufukidza nejira.
Shona SUB 2002 Bible
Jaeri akabuda kundosangana naSisera, akati kwaari, “Tsaukai, ishe wangu, tsaukirai henyu kwandiri, regai kutya.” Ipapo akatsaukira kwaari mutende, akamufukidza nejira.