Judges 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaari: Ndipe ʋo ɀimvura, ndinwe, nokuti ndinenyota. Akadziʋura ɗende romukaka, akamupa, akanwa, akamufukidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Ndine nyota. Ndapota, ndipeiwo mvura.” Iye akadziura dende romukaka, akamupa kuti anwe, ndokubva amufukidza hake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Ndipeiwo mvura yokunwa ndafa nenyota!” Akabva amuzarurira chigubhu chomukaka akanwa, ndokumufukidza pakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwaari, “Ndipewo zvimvura, ndinwe, nokuti ndine nyota.” Akadziura dende romukaka, akamupa, akanwa, akamufukidza.
Shona 2009?
Iye akati kwaari, "Ndipewo zvimvura, ndimwe, nokuti ndine nyota." Akadziura dende romukaka, akamupa, akamwa, akamufukidza.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwaari, “Ndipewo zvimvura, ndinwe, nokuti ndine nyota.” Akadziura dende romukaka, akamupa, akanwa, akamufukidza.