Judges 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Mira pamukoʋa wetente, ɀino kana aninani akaʋuya akakubvunza, aciti: Pano panomunhu here? Uti: Kwete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati kwaari, “Mira pamukova wetende. Kana mumwe munhu akauya pano akakubvunza achiti, ‘Pano munhu here pano?’ uti, ‘Kwete.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamuti, “Chimira pamusuo wetendhe apa. Kana kukasvika munhu akabvunza kuti ‘Pano pane munhu here? Iwe iti hapana.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Mira pamukova wetende, zvino kana ani naani akauya akakubvunza, achiti, ‘Pano pano munhu here?’ Uti, ‘Kwete.’ ”
Shona 2009?
Akati kwaari, "Mira pamukova wetende, zvino kana ani naani akauya akakubvunza, achiti, `Pano pano munhu here?' Uti, `Kwete.' "
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Mira pamukova wetende, zvino kana ani naani akauya akakubvunza, achiti, ‘Pano pano munhu here?’ Uti, ‘Kwete.’ ”