Judges 4:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo nomusi iwoyo Jehova wakakunda Jabini, mambo weKanani, pamberi paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro, Mwari akakunda Jabhini, mambo wavaKenani, pamberi pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyo Tenzi akaita kuti vaIsiraeri vakurire Jabhini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo nomusi iwoyo Jehovha wakakunda Jabhini, mambo weKenani, pamberi pavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Naizvozvo nomusi iwoyo Jehovha wakakunda Jabhini, mambo weKenani, pamberi pavana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo nomusi iwoyo Jehovha akakunda Jabhini, mambo weKenani, pamberi pavana VaIsiraeri.