Judges 4:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatuma nhume kundoɗana Baraki, mŋanakomana waAbinoami, paKedeshi‐naftari, akati kwaari: Jehova Mŋari waʋaIsraeri haana‐kukuraira here, aciti: Enda usweɗere kugomo reTabori, uende naʋarume ʋaneɀuru ɀinegumi ʋaʋana ʋaNaftari naʋana ʋaZeburuni?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akatuma shoko kuna Bharaki mwanakomana waAbhinoaomi aibva kuKadheshi muNafutari uye akati kwaari, “Enda undotora zviuru gumi zvavarume veNafutari neveZebhuruni ugovatungamirira kuGomo reTabhori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhebhora akatuma shoko rokuti Bharaki mwanakomana wavaAbhinoamu auye kwaari kubva kuKedheshi kwaNafutari akati kwaari, “Tenzi, Mwari wavaIsiraeri ari kukutuma, ari kuti, ‘Enda utore zviuru gumi zvavarume vedzinza rokwaNafutari neraZebhuruni uvatungamirire kugomo reTabhori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatuma nhume kundodana Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, paKedheshi-nafutari, akati kwaari, “Jehovha Mwari wavaIsiraeri haana kukuraira here, achiti, ‘Enda uswedere kugomo reTabhori, uende navarume vane zviuru zvine gumi vavana vaNafutari navana vaZebhuruni?
Shona 2009?
Iye akatuma nhume kundodana Bharaki, mwanakomana waAbhiNowami, paKedheshi-nafutari, akati kwaari, "Jehovha Mwari wavaIsiraeri haana kukuraira here, achiti, `Enda uswedere kugomo reTabhori, uende navarume vane zviuru zvine gumi vavana vaNafutari navana vaZebhuruni?
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatuma nhume kundodana Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, paKedheshi–nafutari, akati kwaari, “Jehovha Mwari waVaIsiraeri haana kukuraira here, achiti, ‘Enda uswedere kugomo reTabhori, uende navarume vane zviuru zvine gumi vavana vaNafutari navana vaZebhuruni?