Judges 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ɀirokwaɀo ndicaenda newe, asi iwe hauŋgakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehova ucateŋgesa Sisera muruʋoko rwomukadzi. Debora akasimuka, akaenda Kedeshi naBaraki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhibhora akati, “Zvakanaka hazvo, ndichaenda newe. Asi nokuda kwenzira yauri kuda kuita nayo izvi, kukudzwa hakungavi kwako, nokuti Jehovha achaisa Sisera muruoko rwomukadzi.” Saka Dhibhora akaenda naBharaki kuKadheshi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhebhora ndokuti, “Zvokuenda newe ndinoenda, asi namaitiro awada kuzviita nawo aya, iwe hausiwe uchava nembiri nokuti Tenzi achaisa Sisera mumaoko omunhukadzi.” Nokudaro Dhebhora akasimuka akaenda pamwechete naBharaki kuKedheshi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Zvirokwazvo ndichaenda newe, asi iwe haungakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehovha uchatengesa Sisera muruoko rwomukadzi.” Dhebhora akasimuka, akaenda Kedheshi naBharaki.
Shona 2009?
Iye akati, "Zvirokwazvo ndichaenda newe, asi iwe haungakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehovha uchatengesa Sisera muruoko rwomukadzi." Dhebhora akasimuka, akaenda Kedheshi naBharaki.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Zvirokwazvo ndichaenda newe, asi iwe haungakudzwi parwendo urwu rwaunofamba, nokuti Jehovha uchatengesa Sisera muruoko rwomukadzi.” Dhebhora akasimuka, akaenda Kedheshi naBharaki.