Judges 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Debora naBaraki, mŋanakomana waAbinoami, ʋakaimba nomusi iwoyo, ʋakati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nomusi uyo Dhibhora naBharati mwanakomana waAbhinoami vakaimba rwiyo urwu runoti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyo Dhebhora naBharaki mwanakomana wavaAbhinoamu vakaimba rwiyo urwu vachiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhebhora naBharaki, mwanakomana waAbhinoami, vakaimba nomusi iwoyo, vakati,
Shona 2009?
Zvino Dhebhora naBharaki, mwanakomana waAbhinowami, vakaimba nomusi iwoyo, vakati,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhebhora naBharaki, mwanakomana waAbhinoami, vakaimba nomusi iwoyo, vakati,