Judges 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kure namanzwi aʋanofura noʋuta, paʋanoteka mvura, Ndipo paʋacarumbidza maɓasa akarurama aJehova, Maɓasa akarurama oʋushe bgake munaIsraeri. Ipapo ʋanhu ʋaJehova ʋakaɓurukira kumasuʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
inzwi ravaimbi panzvimbo dzemvura. Vanodetemba mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama avarwi vake muIsraeri. “Ipapo vanhu vaJehovha vakaburuka vakaenda kusuo reguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavadaidzire kupfuura vanogova mvura, vanoigova panonwiwa mvura. Zvinoshamisa zvakaitwa naTenzi ngavazviimbe, zvokutungamirira kwaakaita Isiraeri zvinoshamisa. Vanhu vaTenzi vakaunganidzana kumisuwo mikuru yamaguta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kure namazwi avanopfura nouta, pavanoteka mvura, Ndipo pavacharumbidza mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama oushe hwake muna Isiraeri. Ipapo vanhu vaJehovha vakaburukira kumasuo.
Shona 2009?
Kure namanzwi avanopfura nouta, pavanoteka mvura,Ndipo pavacharumbidza mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama oushe hwake muna Isiraeri. Ipapo vanhu vaJehovha vakaburukira kumasuo.
Shona SUB 2002 Bible
Kure namazwi avanopfura nouta, pavanoteka mvura, Ndipo pavacharumbidza mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama oushe hwake muna Isiraeri. Ipapo vanhu vaJehovha vakaburukira kumasuwo.