Judges 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muka, muka, Debora; Muka, muka, uimbe rwiyo! Simuka Baraki, utape ʋatapxa ʋako, iwe mŋanakomana waAbinoami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Muka, muka, Dhibhora! Muka, muka, uimbe rwiyo! Simuka, Bharaki! Tapa vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukai, mukai mushaure vaDhebhora! Mukai, mukai mushaure rumbo! Simuka Bharaki, mwana waAbhinoamu, vakambokuita nhapwa, nhasi uvaite nhapwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muka, muka, Dhebhora; Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.
Shona 2009?
Muka, muka, Dhebhora;Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinowami.
Shona SUB 2002 Bible
Muka, muka, Dhebhora; Muka, muka, iwe uimbe rwiyo! Simuka Bharaki, utape vatapwa vako, iwe mwanakomana waAbhinoami.