Judges 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
KunaEfraimi ndokwakabva ʋanomudzi waʋo paAmareki, Ʋacikuteʋera iwe Benjamini pakati paʋanhu ʋako. PaMakiri ndipo pakaɓurukira ʋarairi, NokunaZeburuni aʋo ʋakaɓata tȿimbo yokukunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakauya vachibva kwaEfuremu, midzi yavo yakanga iri muna Amareki; Bhenjamini akanga ari pakati pavanhu vakakutevera iwe. Kubva kuna Makiri vatungamiri vakaburuka, kubva kuZebhuruni avo vanotakura tsvimbo yomutungamiri wehondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaEfuraimu kubvira kuAmareki vatopinda kare mubani, mushure menyu, vokwaBhenjamini navanhu vokwenyu. Vatungamiriri vokwaMakiri vaburukawo vatovamo, nenhungamiri dzokwaZebhuruni dzarovererawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuna Efuremu ndokwakabva vano mudzi wavo paAmareki, Vachikutevera iwe Bhenjamini pakati pavanhu vako. PaMakiri ndipo pakaburukira varairi, Nokuna Zebhuruni avo vakabata tsvimbo yokukunda.
Shona 2009?
Kuna Efuremu ndokwakabva vanomudzi wavo paAmareki, Vachikutevera iwe Bhenjamini pakati pavanhu vako. PaMakiri ndipo pakaburukira varairi, Nokuna Zebhuruni avo vakabata tsvimbo yokukunda.
Shona SUB 2002 Bible
Kuna Efuremu ndokwakabva vano mudzi wavo paAmareki, Vachikutevera iwe Bhenjamini pakati pavanhu vako. PaMakiri ndipo pakaburukira varairi, Nokuna Zebhuruni avo vakabata tsvimbo yokukunda.