Judges 5:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakagarireiko pasi pakati pamataŋga eɀipfuwo, Uciterera kurira kwenyere dzinoridzirwa makwai? Pahoʋa dzaRubeni Pakaŋga panokunɀera kukuru kwomŋoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seiko wakagara pakati pezvoto kuti unzwe muridzo unoridzirwa makwai? Mudunhu raRubheni makanga muno kunzvera kwomwoyo kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchagomirireiko kumatanga ehwai? Kutonakidzwa zvenyu nhai nenyere dzokuridzira zvipfuwo. Vemhuri dzokwaRubheni vashaya rokubata nokufunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakagarireiko pasi pakati pamatanga ezvipfuwo. Uchiterera kurira kwenyere dzinoridzirwa makwai? Pahova dzaRubheni Pakanga pano kunzvera kukuru kwomwoyo.
Shona 2009?
Wakagarireiko pasi pakati pamatanga ezvipfuwo. Uchiteerera kurira kwenyere dzinoridzirwa makwai?Pahova dzaRubheni Pakanga pano kunzvera kukuru komoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Wakagarireiko pasi pakati pamatanga ezvipfuwo. Uchiterera kurira kwenyere dzinoridzirwa makwai? Pahova dzaRubheni Pakanga pano kunzvera kukuru kwomwoyo.