Judges 5:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zeburuni ndiʋanhu ʋakaŋga ʋasiŋgatyi kuȿikira parufu, NaNaftari panɀimbo dzenyika dzakakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu veZebhuruni vakaisa upenyu hwavo panjodzi; neNafutari yakadarowo panzvimbo dzakakwirira dzeminda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaZebhuruni vakazvipinza munjodzi yokunge vachafa. Ndozvimwechetezvo nevokwaNafutari panzvimbo yakakwirira yakasandarika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zebhuruni ndivanhu vakanga vasingatyi kusvikira parufu, NaNafutari panzvimbo dzenyika dzakakwirira.
Shona 2009?
Zebhuruni ndivanhu vakanga vasingatyi kusvikira parufu, NaNafutari panzvimbo dzenyika dzakakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
Zebhuruni ndivanhu vakanga vasingatyi kusvikira parufu, NaNafutari panzvimbo dzenyika dzakakwirira.