Judges 5:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo akaʋuya akarwa, Ipapo madzimambo eKanani akarwa ʋo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegido; Haʋana‐kuwana fuma yemari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Madzimambo akauya, akarwa; madzimambo eKenani akarwa paTaanaki pamvura zhinji yeMegidho, asi havana kudzoka vakatakura sirivha, kana zvakapambwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo akauya akarwa hondo. Madzimambo eKanani akarova hondo, kuTaanaki pedyo netsime rokuMegidho. Asi hapana kana sirivha kana chokupamba zvacho chavakabura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho; Havana kuwana pfuma yemari.
Shona 2009?
Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho Havana kuwana fuma yemari.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo akauya akarwa, Ipapo madzimambo eKenani akarwawo PaTaanaki, pamvura zhinji yeMegidho; Havana kuwana pfuma yemari.