Judges 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kudzai Jehova, Nokuti ʋatuŋgamiriri ʋakatuŋgamirira ʋaIsraeri, Nokuti ʋanhu ʋakaʋuya nokuɗa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana machinda aIsraeri achitungamirira, kana vanhu vachizvipira pachavo Jehovha, ngaarumbidzwe!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi ngaarumbidzwe nokuti vakuru vakuru vakatungamirira muIsiraeri uye vanhu vakazvipira nomwoyo unoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira vaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo.
Shona 2009?
"Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira vaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kudzai Jehovha, Nokuti vatungamiriri vakatungamirira VaIsiraeri, Nokuti vanhu vakauya nokuda kwavo.