Judges 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyeredzi dzakarwa dziri kuɗeŋga, Dzakarwa naSisera dziri panzira dzadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kumatenga nyeredzi dzakarwa, dziri panzira dzadzo dzakarwa naSisera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyenyedzi dzokudenga dzakarwawo hondo dzakarwisa Sisera mumakwara adzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyeredzi dzakarwa dziri kudenga, Dzakarwa naSisera dziri panzira dzadzo.
Shona 2009?
Nyeredzi dzakarwa dziri kudenga, Dzakarwa naSisera dziri panzira dzadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Nyeredzi dzakarwa dziri kudenga, Dzakarwa naSisera dziri panzira dzadzo.