Judges 5:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwizi Kishoni rwakaʋakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mŋeya waŋgu, pfuʋura nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwizi Kishoni rwakavakukura, irwo rwizi rwakare, rwizi Kishoni. Pfuurira mberi, mweya wangu, simba!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapopopo aKishoni akavakukura, mapopopo akati vata, mapopopo aKishoni. Regai ndichikanyaira nesimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rwizi Kishoni rwakavakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mweya wangu, pfuura nesimba.
Shona 2009?
Rwizi Kishoni rwakavakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mweya wangu, pfuura nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Rwizi Kishoni rwakavakukura, Irwo rwizi rwekare, rwizi Kishoni. Mweya wangu, pfuura nesimba.