Judges 5:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tuka Merozi, ndiɀo ɀinotaura mutumŋa waJehova, Tuka ɀakaipa aʋo ʋagere’mo; Nokuti haʋana‐kuʋuya kuzoɓatsira Jehova, Kuzoɓatsira Jehova pakurwa kwake naʋanesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akati, ‘Tuka Merozi. Tuka vanhu varo zvikuru kwazvo, Nokuti havana kuuya kuzobatsira Jehovha, kubatsira Jehovha kurwisa vane simba.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi anoti, ‘Rengererai vokuMerozi vawirwe norushambwa, nyatsoshurikidzai rushambwa vagari veko, nokuti havana kuzobatsira Tenzi kubatsira Tenzi hondo yake nemikweshwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tuka Merozi, ndizvo zvinotaura mutumwa waJehovha, Tuka zvakaipa avo vageremo; Nokuti havana kuuya kuzobatsira Jehovha, Kuzobatsira Jehovha pakurwa kwake navane simba.
Shona 2009?
Tuka Merozi ndizvo zvinotaura mutumwa waJehovha, Tuka zvakaipa avo vageremo; Nokuti havana kuuya kuzobatsira Jehovha, Kuzobatsira Jehovha pakurwa kwake navane simba.
Shona SUB 2002 Bible
Tuka Merozi, ndizvo zvinotaura mutumwa waJehovha, Tuka zvakaipa avo vageremo; Nokuti havana kuuya kuzobatsira Jehovha, Kuzobatsira Jehovha pakurwa kwake navane simba.