Judges 5:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuʋigira mukaka wakafa pandiro yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akakumbira mvura, uye iye akamupa mukaka; akamuvigira mukaka wakakora mundiro yakafanira makurukota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uya akamukumbira mvura, iye akamupa mukaka. Akamuigira mukaka wakakora mumbiya yamadzimambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuvigira mukaka wakafa pandiro yamambo.
Shona 2009?
Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuvigira mukaka wakafa pandiro yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Wakakumbira mvura, iye akamupa mukaka; Wakamuvigira mukaka wakafa pandiro yamambo.