Judges 5:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzi ʋake, ʋakakudzwa, ʋakacenjera, ʋakamupindura, Naiye amene wakaɀipindura, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzi vokwake vakachenjera kukunda vose vanomupindura; zvirokwazvo, anoramba achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi vokumbahuru voungwaru ndokuvadzikamisa mwoyo vovataurira zvavaingofungawo izvozvo voti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzi vake, vakakudzwa, vakachenjera, vakamupindura, Naiye amene wakazvipindura, achiti,
Shona 2009?
Vakadzi vake, vakakudzwa, vakachenjera, vakamupindura, Naiye amene wakazvipindura, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzi vake, vakakudzwa, vakachenjera, vakamupindura, Naiye amene wakazvipindura, achiti,