Judges 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, pakuɓuɗa kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu mucibva kusaŋgo reEdomi, Nyika yakaɗeɗera, ʋuye ɗeŋga rakaɗonha, Ɀirokwaɀo makore akaɗonha mvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa Jehovha, pamakabuda kubva muSeiri, pamakafamba muchibva munyika yeEdhomu, Nyika yakadengenyeka, matenga akadurura, makore akadurura mvura pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi imi pakubva kwenyu kugomo reSeiri, pamaikanyaira mobva mumasango eEdhomu, nyika yakadedera, denga rikanaya, makore akadonha mvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, pakubuda kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu muchibva kusango reEdhomu, Nyika yakadedera, uye denga rakadonha, Zvirokwazvo makore akadonha mvura.
Shona 2009?
Jehovha, pakubuda kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu muchibva kusango reEdhomu,Nyika yakadedera, uye denga rakadonha, Zvirokwazvo makore akadonha mvura.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, pakubuda kwenyu paSeiri, Pakufamba kwenyu muchibva kusango reEdhomu, Nyika yakadedera, uye denga rakadonha, Zvirokwazvo makore akadonha mvura.