Judges 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamazuʋa aShamgari, mŋanakomana waAnati, Pamazuʋa aJaeri, nzira huru dzakaŋga dzisiŋgafambgi, Ʋafambi ʋaifamba nenzira dzinopota‐pota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mumazuva aShamugari mwanakomana waAnati, mumazuva aJaeri, migwagwa yakasiyiwa; vafambi vakafamba nenzira dzinopoterera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yaShamugari mwanakomana waAnati, panguva yaJaeri, zvedungwerungwe mumigwagwa kwakanga kusisina. Venzendo vaitofamba notunzira twomusango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota-pota.
Shona 2009?
Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota-pota.
Shona SUB 2002 Bible
Pamazuva aShamugara, mwanakomana waAnati, Pamazuva aJaeri, nzira huru dzakanga dzisingafambwi, Vafambi vaifamba nenzira dzinopota–pota.