Judges 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɀitsaurira ʋamŋari ʋatȿa; Kurwa kukaʋa’po pamasuʋo. Kwakaŋga kuciʋonekwa here nhoʋo kana pfumo Pakati paʋaIsraeri ʋaneɀuru ɀinamakumi manna here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakasarudza vamwari vatsva, hondo yakauya ichibva nokumasuo eguta, uye hakuna nhoo kana pfumo zvakaonekwa pakati pezviuru makumi mana muIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavaisarudza vamwari vatsva, hondo yaibvawo yagogodzera pamusuo. Pamakumi mana ezviuru zvavaIsiraeri kwaimboonekwa nhoo kana pfumo zvaro nhai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo Pakati pavaIsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here?
Shona 2009?
Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo pakati pavalsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here?
Shona SUB 2002 Bible
Vakazvitsaurira vamwari vatsva; Kurwa kukavapo pamasuwo. Kwakanga kuchionekwa here nhovo kana pfumo Pakati paVaIsiraeri vane zviuru zvina makumi mana here?