Judges 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa waJehova akaɀiratidza kwaari, akati kwaari: Jehova unewe, iwe murume unesimba noʋumhare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akati azviratidza kuna Gidheoni, akati kwaari, “Jehovha anewe, iwe murume wesimba noumhare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akazviratidza kuna Gidheoni ndokuti, “Tenzi anewe, iyewe mvumba chaiyo yokurwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari, akati kwaari, “Jehovha anewe, iwe murume ane simba noumhare.”
Shona 2009?
Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari, akati kwaari, "Jehovha anewe, iwe murume ane simba noumhare."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari, akati kwaari, “Jehovha anewe, iwe murume ane simba noumhare.”