Judges 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ini ndicaʋa newe, iwe ucakunda ʋaMidiani somunhu mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akapindura akati, “Ndichava newe, uye iwe uchauraya vaMidhiani vose pamwe chete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokuti, “Pamusana pokuti ndinenge ndinewe uchauraya vaMidhiani sokunge uri kuuraya munhu mumwechete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwaari, “Zvirokwazvo, ini ndichava newe, iwe uchakunda vaMidhiani somunhu mumwe.”
Shona 2009?
Jehovha akati kwaari, "Zvirokwazvo, ini ndichava newe, iwe uchakunda vaMidhiani somunhu mumwe."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwaari, “Zvirokwazvo, ini ndichava newe, iwe uchakunda vaMidhiani somunhu mumwe.”