Judges 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋaIsraeri ʋakati kana ʋakusha, ʋaMidiani naʋaAmareki naʋana ʋamabvazuʋa ndokukwira kuzorwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vaingoti vakadyara mbeu dzavo, vaMidhiani, vaAmareki navamwe vanhu vokumabvazuva, vaiuya kuzorwisa nenyika yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwaiti kana vaIsiraeri vakadyara mbeu dzavo vaMidhiani navaAmareki namamwewo marudzi okumabvazuva vaiuya kuzovarwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vaIsiraeri vakati kana vakusha, vaMidhiani navaAmareki navana vamabvazuva ndokukwira kuzorwa navo.
Shona 2009?
Nokuti vaIsiraeri vakati kana vakusha, vaMidhiani navaAmareki navana vamabvazuva ndokukwira kuzorwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti VaIsiraeri vakati kana vakusha, vaMidhiani navaAmareki navana vamabvazuva ndokukwira kuzorwa navo.