Judges 6:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋeguta ʋakati kunaJoashi: Ƃuɗisa mŋanakomana wako, afe, nokuti waputsa artari yaBaari, ʋuye watema ɗanda rokunamata naro raiʋa’po pairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vomuguta vakati kuna Joashi, “Budisa mwanakomana wako. Anofanira kufa, nokuti akaputsa aritari dzaBhaari uye akatema danda raAshera parutivi payo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vemuguta imomo vakati kuna Joashi, “Uya nomwanakomana wako timuuraye nokuti ndiye akapwanya atari yaBhaari, akatema-tema Ashera aiva pedyo nayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume veguta vakati kuna Joashi, “Budisa mwanakomana wako, afe, nokuti waputsa atari yaBhaari, uye watema danda rokunamata naro raivapo pairi.”
Shona 2009?
Zvino varume veguta vakati kuna Joashi, "Budisa mwanakomana wako, afe, nokuti waputsa atari yaBhaari, uye watema danda rokunamata naro raivapo pairi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume veguta vakati kuna Joashi, “Budisa mwanakomana wako, afe, nokuti waputsa atari yaBhaari, uye watema danda rokunamata naro raivapo pairi.”