Judges 6:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋeya waJehova wakaȿika pamsoro paGideoni, akaridza hwamanda, ʋaAbiezeri ʋakaʋuŋgana ʋakamuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mweya waJehovha wakauya pamusoro paGidheoni, uye akaridza hwamanda, achidana vaAbhiezeri kuti vamutevere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya waTenzi wakazadza Gidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaunganidzana vomutevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mweya waJehovha wakasvika pamusoro paGidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaungana vakamutevera.
Shona 2009?
Asi Mweya waJehovha wakasvika pamusoro paGidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaungana vakamutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mweya waJehovha akasvika pamusoro paGidheoni, akaridza hwamanda, vaAbhiezeri vakaungana vakamutevera.