Judges 6:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Gideoni akati kunaMŋari: Kana muciɗa kuponesa Israeri noruʋoko rwaŋgu, seɀamakataura,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gidheoni akati kuna Mwari, “Kana muchizoponesa Israeri noruoko rwangu sezvamakavimbisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gidheoni akataura naMwari achiti, “Kana imi muchida kundishandisa kununura vaIsiraeri sokutaura kwamakaita,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Gidheoni akati kuna Mwari, “Kana muchida kuponesa Isiraeri noruoko rwangu, sezvamakataura,
Shona 2009?
Ipapo Gidheoni akati kuna Mwari, "Kana muchida kuponesa Isiraeri noruoko rwangu, sezvamakataura,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Gidheoni akati kuna Mwari, “Kana muchida kuponesa Isiraeri noruoko rwangu, sezvamakataura,