Judges 6:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikaʋa saiɀoɀo; nokuti wakamuka maŋgwanani, akambundanidza ɗebge, akaȿina mvura paɗebge, ikazadza mbiya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye izvi ndizvo zvakaitika. Gidheoni akamuka mangwanani ezuva rakatevera; akasvina dehwe akabudisa dova, akazadza mbiya nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakabva zvaita saizvozvo. Mangwana acho akamuka rungwanangwana, akasvina dova muwuru iya rikazadza ndiro yemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikava saizvozvo; nokuti wakamuka mangwanani, akambundanidza debwe, akasvina mvura padebwe, ikazadza mbiya.
Shona 2009?
Zvikava saizvozvo; nokuti wakamuka mangwanani, akambundanidza debwe, akasvina mvura padebwe, ikazadza mbiya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvikava saizvozvo; nokuti wakamuka mangwanani, akambundanidza debwe, akasvina mvura padebwe, ikazadza mbiya.