Judges 6:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzika matente aʋo pakatarisana naʋo, ndokuparadza ɀiɓereko ɀeminda kuȿikira paGaza; haʋana‐kusiyira ʋaIsraeri ɀokudya kana makwai kana ŋombe, kana mboŋgoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzika misasa yavo munyika uye vakaparadza zvirimwa kubva kuGaza yose, uye havana kusiyira vaIsraeri chinhu, makwai, mombe kana mbongoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaisvikodzika matendhe avo pedyo navo, voparadza zvirimwa zvavo muminda kusvikira kuGaza. Havaisiya kana chokubata muIsiraeri. Vaituta zvose hwai nemombe namadhongi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzika matende avo pakatarisana navo, ndokuparadza zvibereko zveminda kusvikira paGaza; havana kusiyira vaIsiraeri zvokudya kana makwai kana mombe, kana mbongoro.
Shona 2009?
Vakadzika matende avo pakatarisana navo, ndokuparadza zvibereko zveminda kusvikira paGaza; havana kusiyira vaIsiraeri zvokudya kana makwai kana mombe, kana mbongoro.
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzika matende avo pakatarisana navo, ndokuparadza zvibereko zveminda kusvikira paGaza; havana kusiyira VaIsiraeri zvokudya kana makwai kana mombe, kana mbongoro.