Judges 6:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akaita saiɀoɀo ʋusiku ubgo; nokuti paɗebge ɓedzi pakaŋga pakawoma, asi ɗoʋa rakaŋga riri pasi pose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo Mwari akaita izvozvo. Dehwe chete rakanga rakaoma; pasi pose pakanga pakafukidzwa nedova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akabva aita saizvozvo usiku ihwohwo. Pawuru chete ndopakanga pakaoma, asi pamwe pose, pasi paine dova.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akaita saizvozvo usiku uhwo; nokuti padebwe bedzi pakanga pakaoma, asi dova rakanga riri pasi pose.
Shona 2009?
Mwari akaita saizvozvo usiku uhwo; nokuti padebwechetepakanga pakaoma, asi dova rakanga riri pasi pose.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akaita saizvozvo usiku uhwo; nokuti padebwe bedzi pakanga pakaoma, asi dova rakanga riri pasi pose.