Judges 7:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana, ʋacibva kwaNaftari, nokwaAsheri, nokwaManase, ʋakateʋera Midiani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakadanwa kubva kuNafutari, Asheri neManase yose, uye vakatevera vaMidhiani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakadaidzwa vaIsiraeri varume vedzinza rokwaNafutari neraAsheri navose vedzinza raManase vakadzingirira vaMidhiani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vaIsiraeri vakaungana, vachibva kwaNafutari, nokwaAsheri, nokwaManase, vakatevera Midhiani.
Shona 2009?
Zvino varume vaIsiraeri vakaungana, vachibva kwaNafutari, nokwaAsheri, nokwaManase, vakatevera Midhiani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume VaIsiraeri vakaungana, vachibva kwaNafutari, nokwaAsheri, nokwaManase, vakatevera Midhiani.