Judges 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino noʋusiku ubgo Jehova akati kwaari: Simuka, uɓurukire kumisasa, nokuti ndakaʋaisa muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo, Jehovha akati kuna Gidheoni, “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndiri kuzouisa mumaoko ako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, “Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwake.
Shona 2009?
Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, "Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, “Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwake.