Judges 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gideoni akakwira nenzira yaʋaigara pamatente, nokumabvazuʋa kweNoba neJogobeha, akakunda hondo; nokuti hondo yakaŋga yakafara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gidheoni akakwira nenzira yavaigara mumatende kumabvazuva kweNobha neJogibheha vakandokunda hondo yakanga isina chayakatarisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gidheoni akakwira nenzira yavanogara mumatendhe kumabvazuva kweNobha neJogibheha, akabva afuta hondo iyoyo oirwisa nokuti hondo iyoyo yakanga yavarayirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gidheoni akakwira nenzira yavaigara pamatende, nokumabvazuva kweNobha neJogobheha, akakunda hondo; nokuti hondo yakanga yakafara.
Shona 2009?
Gidheoni akakwira nenzira yavaigara pamatende, nokumabvazuva kweNobha neJogobheha, akakunda hondo, nokuti hondo yakanga yakafara.
Shona SUB 2002 Bible
Gidheoni akakwira nenzira yavaigara pamatende, nokumabvazuva kweNobha neJogobheha, akakunda hondo; nokuti hondo yakanga yakafara.