Judges 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gideoni, mŋanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidzwa weHeresi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gidheoni mwanakomana waJoashi akadzoka kubva kuhondo napaMupata weHeresi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gidheoni mwana waJoashi akadzoka kundorwa kumakata okuHeresi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidza weHeresi.
Shona 2009?
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidza weHeresi.
Shona SUB 2002 Bible
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akadzoka pakurwa pamukwidza weHeresi.