Judges 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akatora ʋakuru ʋeguta, neminzwa yomurenje norukato, akapura ʋarume ʋeSukoti naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatora vakuru veguta akadzidzisa varume veSukoti chidzidzo nenzira yokuvaranga neminzwa yomurenje uye norukato.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabata vakuru vakuru veguta reSukoti akavarova norukato neminzwa achiitira kuti vanhu vemuSukoti vawane chidzidzo pavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akatora vakuru veguta, neminzwa yomurenje norukato, akapura varume veSukoti nazvo.
Shona 2009?
Ipapo akatora vakuru veguta, nemhinzwa yomurenje norukato, akapura varume veSukoti nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akatora vakuru veguta, neminzwa yomurenje norukato, akapura varume veSukoti nazvo.