Judges 8:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kunaZeba naZarmuna: Ʋarume ʋamakaʋuraya paTabori ʋakaŋga ʋakaɗiniko? Ʋakapindura, ʋakati: Seɀamakaita imi, ndiɀo ɀaʋakaŋga ʋakaita iʋo; mumŋe nomumŋe wakaŋga akafanana nomŋana wamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akabvunza Zebha naZarumuna akati, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura vakati, “Varume vakaita semi, mumwe nomumwe aitaridzika somwanakomana wamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gidheoni akabvunza Zebha naZarimuna kuti, “Varume vamakauraya kuTabhori vakanga vakaita sei?” Ivo vakati, “Vakanga vakaita semi, vose vachinge vanakomana vamambo chaivo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akati kuna Zebha naZarimuna, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura, vakati, “Sezvamakaita imi, ndizvo zvavakanga vakaita ivo; mumwe nomumwe wakanga akafanana nomwana wamambo.”
Shona 2009?
Ipapo akati kuna Zebha naZarimuna, "Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?" Vakapindura, vakati, "Sezvamakaita imwi, ndizvo zvavakanga vakaita ivo; mumwe nomumwe wakanga akafanana nomwana wamambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akati kuna Zebha naZarimuna, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura, vakati, “Sezvamakaita imi, ndizvo zvavakanga vakaita ivo; mumwe nomumwe wakanga akafanana nomwana wamambo.”