Judges 8:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ini ɀino ndaiteiko haŋgu, kana ndiciɀifananidza nemi? Handiti ɀakaʋuŋganidzwa naEfraimi ɀinopfuʋura kukohwa kwose kwaAbiezeri here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akavapindura akati, “Ko, chii chandaita kuti ndizvienzanise nemi? Handiti zvakanongwa zvamazambiringa aEfuremu zviri nani kupfuura mukohwo uzere wamazambiringa aAbhiezeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akavati, “Chiiko zvino chandaita chingaenzaniswe nezvamakaita imi? Ko magirepisi amanofuhwa imi vokwaEfuraimu haasiri mazhinji here pane atinokohwa isu vokwaAbhiezeri?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Ini zvino ndaiteiko hangu, kana ndichizvifananidza nemi? Handiti zvakaunganidzwa naEfuremu zvinopfuura kukohwa kwose kwaAbhiezeri here?
Shona 2009?
Akati kwavari, "Ini zvino ndaiteiko hangu, kana ndichizvifananidza nemi? Handiti zvakaunganidzwa naEfuremu zvinopfuura kukohwa kose kwaAbhiezeri here?
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Ini zvino ndaiteiko hangu, kana ndichizvifananidza nemi? Handiti zvakaunganidzwa naEfuremu zvinopfuura kukohwa kwose kwaAbhiezeri here?