Judges 8:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kunaJeteri, ɗaŋgwe rake: Simuka, uʋaʋuraye. Asi jaya harina‐kuvomora munondo waro, nokuti rakatya, ɀarakaŋga riciri mukomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatendeukira kuna Jeta mwanakomana wake mukuru, akati, “Vauraye!” Asi Jeta haana kuvhomora munondo wake, nokuti akanga achiri mukomana uye aitya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, “Simuka, uvauraye.” Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana.
Shona 2009?
Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, "Simuka, uvauraye." Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, “Simuka, uvauraye.” Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana.