Judges 8:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gideoni akati kwaʋari: Ini handiŋgakuɓatiyi ʋushe, kunyaŋge mŋanakomana waŋgu haaŋgakuɓatiyi ʋushe; Jehova ndiye ucakuɓatai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakutongei, uye mwanakomana wangu haangakutongei. Jehovha ndiye achakutongai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakubatiyi ushe, kunyange mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai.”
Shona 2009?
Gidheoni akati kwavari, "Ini handingakubatiyi ushe, kunyange mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai."
Shona SUB 2002 Bible
Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakubatiyi ushe, kunyangwe mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai.”