Judges 8:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋaMidiani ʋakakundwa pamberi paʋana ʋaIsraeri, haʋana‐kuzosimudza ɀe misoro yaʋo. Nyika ikazorora makore anamakumi manna pamazuʋa aGideoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavaIsraeri uye havana kuzosimudzazve musoro wavo. Pamazuva okurarama kwaGidheoni, nyika yakava norugare kwamakore makumi mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vaMidhiani vakakurirwa navaIsiraeri, havana kana kuzombosimudza musoro. Panguva yaGidheoni, nyika yakava norunyararo kwamakumi mana amakore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavana vaIsiraeri, havana kuzosimudzazve misoro yavo. Nyika ikazorora makore ana makumi mana pamazuva aGidheoni.
Shona 2009?
Saizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavana vaIsiraeri, havana kuzosimudzazve misoro yavo. Nyika ikazorora makore ana makumi mana pamazuva aGidheoni.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo vaMidhiani vakakundwa pamberi pavana VaIsiraeri, havana kuzosimudzazve misoro yavo. Nyika ikazorora makore ana makumi mana pamazuva aGidheoni.