Judges 8:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gideoni wakaŋga anaʋanakomana ʋanamakumi manomŋe ʋakaŋga ʋaɓerekwa naye, nokuti wakaŋga anaʋakadzi ʋazhinji;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga ana vanakomana vake chaivo makumi manomwe, nokuti akanga ana vakadzi vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Gidheoni uyu aiva navana vakomana makumi manomwe vake vokubereka nokuti aiva navakadzi vazhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gidheoni wakanga ana vanakomana vana makumi manomwe vakanga vaberekwa naye, nokuti wakanga ana vakadzi vazhinji;
Shona 2009?
Gidheoni wakanga ana vanakomana vana makumi manomwe vakanga vaberekwa naye, nokuti wakanga ana vakadzi vazhinji;
Shona SUB 2002 Bible
Gidheoni wakanga ana vanakomana vana makumi manomwe vakanga vaberekwa naye, nokuti wakanga ana vakadzi vazhinji;