Judges 8:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye nomuroŋgo wake, wakaŋga ari paShekemi, wakamuɓerekera mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abimereki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murongo wake, aigara muShekemu, akamuberekerawo mwanakomana, akamutumidza kuti Abhimereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murongo wake aigara kuShikemu akamuberekerawo mwana mukomana. Iye akamutumidza zita rokuti Abhimereki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye nomurongo wake, wakanga ari paShemi, wakamuberekera mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abhimereki.
Shona 2009?
uye nomurongo wake, wakanga ari paShemi, wakamuberekera mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abhimereki.
Shona SUB 2002 Bible
uye nomurongo wake, wakanga ari paShemi, wakamuberekera mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Abhimereki.