Judges 8:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gideoni, mŋanakomana waJoashi, akafa akwegura, akaʋigwa mubgiro bgaJoashi ɓaɓa ʋake paOfra raʋaAbiezeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gidheoni mwanakomana waJoashi akafa akwegura zvikuru uye akavigwa muguva rababa vake Joashi muOfira ravaAbhiezeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gidheoni mwanakomana waJoashi akazofawo anyatsokwegura, akavigwa muguva rababa vake kuOfura ravaAbhiezeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akafa akwegura, akavigwa mubwiro hwaJoashi baba vake paOfura ravaAbhiezeri.
Shona 2009?
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akafa akwegura, akavigwa mubwiro hwaJoashi baba vake paOfura ravaAbhiezeri.
Shona SUB 2002 Bible
Gidheoni, mwanakomana waJoashi, akafa akwegura, akavigwa muhwiro hwaJoashi baba vake paOfura ravaAbhiezeri.