Judges 8:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Gideoni wakati acaŋgofa, ʋana ʋaIsraeri ʋakadzokera shure, ʋakapata ʋaciteʋera ʋaBaari, ʋakaita Baari‐beriti mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gidheoni akati achangofa, vaIsraeri vakafevazve vakatevera vaBhaari. Vakamisa Bhaari Bheriti samwari wavo uye
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakazoitika kuti Gidheoni paakangofa vaIsiraeri vakapanduka vakaita unzenza hwokunamata vanaBhaari. Vakazvigadzirira Bhaaribheriti kuti ave mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Gidheoni wakati achangofa, vana vaIsiraeri vakadzokera shure, vakapata vachitevera vaBhaari, vakaita Bhaari-bheriti mwari wavo.
Shona 2009?
Zvino Gidheoni wakati achangofa, vana valsiraeri vakadzokera shure, vakapata vachitevera vaBhaari, vakaita Bhaari-bheriti mwari wavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Gidheoni wakati achangofa, vana VaIsiraeri vakadzokera shure, vakapata vachitevera vaBhaari, vakaita Bhaari–bheriti mwari wavo.