Judges 8:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakasaraŋgarira Jehova Mŋari waʋo, iye wakaŋga aʋarwira mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose kunhiʋi dzose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
havana kurangarira Jehovha Mwari wavo, akanga avanunura kubva mumaoko avavengi vavo kumativi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo akanga avanunura mumaoko avavengi vavo vakanga vakavakomberedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakasarangarira Jehovha Mwari wavo, iye wakanga avarwira mumaoko avavengi vavo vose kunhivi dzose;
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakasarangarira Jehovha Mwari wavo, iye wakanga avarwira mumaoko avavengi vavo vose kunhivi dzose;
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakasarangarira Jehovha Mwari wavo, iye wakanga avarwira mumaoko avavengi vavo vose kunhivi dzose;