Judges 8:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye haʋana‐kuitira ʋeimba yaJerubaari, iye Gideoni, ɀakanaka pamsoro peɀose ɀakanaka ɀaakaŋga aitira ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatadza kuitira mhuri yaJerubhi-Bhaari (iye Gidheoni) zvakanaka pazvinhu zvose zvakanaka zvaakanga avaitira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana zvakare kana kumboita hanya nevemhuri yaJerubhaari, (Gidheoni uya uya) maererano nezvakanaka zvose zvaakaitira vaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira vaIsiraeri.
Shona 2009?
uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira VaIsiraeri.