Judges 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kuʋarume ʋeSukoti: Ipai henyu ʋanhu aʋa ʋanonditeʋera mapundu eɀiŋgwa, nokuti ʋaneta; ndinoteʋerera Zeba naZarmuna, madzimambo aMidiani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu mauto angu chingwa; vaneta, uye ndichiri kutevera Zebha naZarumuna, madzimambo eMidhiani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika kuSukoti akakumbira vanhu veko achiti, “Ndapota ndipireiwo vanhu vandinavo zvingwa nokuti vave nenzara. Ndiri pakuronda Zebha naZarimuna, madzimambo evaMidhiani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu vanhu ava vanonditevera mapundu ezvingwa, nokuti vaneta; ndinoteverera Zebha naZarimuna, madzimambo aMidhiani.”
Shona 2009?
Akati kuvarume veSukoti, "Ipai henyu vanhu ava vanonditevera mapundu ezvingwa, nokuti vaneta; ndinoteverera Zebha naZarimuna, madzimambo aMidhiani."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuvarume veSukoti, “Ipai henyu vanhu ava vanonditevera mapundu ezvingwa, nokuti vaneta; ndinoteverera Zebha naZarimuna, madzimambo aMidhiani.”